|
| |
Re: Sloppy Criticisms of Zimbabwe Elections
Posted By: Masimba Musodza In Response To: Re: Sloppy Criticisms of Zimbabwe Elections (Ras Tonga)
Date: Monday, 11 April 2005, at 5:42 a.m.
Ras Tonga
Vakuru, makadii. Zviya, makati muri kumusha here? Ini ndiri kuno kusango kuUK, asi tarisiro ndeye kudzoka ndibatana nevamwe mukusimudza nyika yedu, zvikurusa vechitendero chedu cheRastafari.
Ndaimbofunga kuti takafanana, asi mukugarisana nevatema vemunyika ino ndinoona kuti kufanana ganda chete. Chinondishamisa ndeche kuti vanotoda kuzviita ivo ndivo vanoziva. Kana Zimbabwe yacho pamap ukamuti nditaridze, anongoti tuzu meso, asi tarira uone kuburitsa tsinga kwavanozoita kana vave kutaura nezvaMugabe.
Saka imi vakuru, muri kupinda neipi? Ini ndiri kungo kiya-kiya zvemuno munongozviziva. Ndiri mubishi yekugadzira website yeRastafari munyika yeZimbabwe.
Kero yangu imasfin@gmail.com Zvinenge zvakanaka tikaita hurukuro dzedu zvisina vamwe ava mukati.
| |
Rastafari Speaks Archive is maintained by Administrator with RastafariSpeaks.com 5.12.
|
FAIR USE NOTICE: This site may at times contain copyrighted material the use of which has not always been specifically authorized by the copyright owner. We are making such material available in our efforts to advance understanding of environmental, political, human rights, economic, democracy, scientific, and social justice issues, etc. We believe this constitutes a 'fair use' of any such copyrighted material as provided for in section 107 of the US Copyright Law. If you wish to use copyrighted material from this site for purposes of your own that go beyond 'fair use', you must obtain permission from the copyright owner. For more information go to: http://www.law.cornell.edu/uscode/17/107.shtml |